Ndakazoona murume wangu kuhope achityaira mota, ikangoerekana yarova chimwe chinhu ichibva yatanga kudzokera kumashure, iye haachaidzore.