Ndakarota ndichityaira mota yeblack nenhendeshure murume wangu asiya mota akaenda akati ndimumirire mugwagwa wakazara uye mugwagwa wakachena handina kutya ndakaroorwa uye ndine vana. Aka ndekechipiri ndichiona ndichityaira mota ndichidzokera kumashure, asi pasina tsaona.