Ko hope dzinorevei baba vangu mushakabvu mwari vamunzwire nyasha varikuda kunditsvoda ndichishanyira guva ravo vachiziva kuti vakashaya nguva pfupi yadarika ndakavaona vachitaura neni vachinyunyuta nekurwadziwa mutsoka dzavo.