Ndakarota murume wangu aine mumwe munhu tichitaura naye pafon ndakuda kundiramba akati mubepa rake sarudza paunogara neni ukabvuma kuroora mumwe munhu kana Ndinokurambai.” Ndakarota ndichisarudza kurambana.