Rugare ngaruve kwamuri ndarota ndichifamba nemota nasekuru mota yakapidiguka, ini namhamha takapukunyuka tikapinda murestaurant tose taive takachengeteka pasina kana kukuvara.