Ndiri mbuya vachembera ndakaona baba vangu vakafa nemunin'ina wangu kuhope ndikavaona vari pamberi pemba yangu vakakwira ngoro nedhongi ,paive negungwa guru baba vakabva vafona. akadanidzira kwandiri nenzwi guru, ndikamutarira.