Ndarota ambuya vangu vachiuya kwataiva kumusha vakauya nehuku chena nechingwa chemuno, twushoma twakatyoka twakatyoka tumwe twakakwana, vakauya nebhegi ravanoturika sutu, ini akati nditore kunoturika rokwe randinaro, uye handina kuda kuwana chekurarama nacho nekuda kwerakanga ratsemuka.