Ndakaona masvosve matema awanda pamba pangu ndikapopota nezvawo tikaatsvaira tikaabudisa mumba zvinorevei?