rugare kwauri
Ndakaroorwa
Ndakarota vamwene vangu vachirwara vakagara vachizvibatsira
Ndakadaro ndichibudisa tsvina yake nemaoko ndokuikanda pasi