Ndarota baba vangu vachindiroora nemunhu wandinoziva asi vachindibata chibharo kuti ndakavaroora ndinochema kuhope ndadzvinyirirwa chii chirikunetsa ndaitsvaga mwana wangu