Ndakarota kudenga kune zuva maviri rimwe richinyura kumadokero rimwe richibuda kumavirira dzimba dzose dzatsva kunze kweyangu ndikati ndiko kumuka uku asi handina kutya.