Ndichiona amai vangu vachindipa 3 sisi vangu vasikana rings dzegold 3 vachiziva kuti we are single sister dzangu mbiri dzakatora ka gold kadiki diki kari simple .Kana ndirini vakandipa ring ye gold yeblack ine 3 rings. , ndakazviramba ndaifunga kuti zviri normal.Inodhura marings ehanzvadzi dzangu ndakafara ndikapfeka but yaiva neXNUMX rings.