Ndakarota ndichienda kuchikoro ndine maphone angu maviri ndakaviga maphone angu maviri mubhegi rangu ndichibva ndapinda mumutsara ndikagara ndichitaura nateacher ndikazotevera mukuru wechikoro ndokubva ndapinda mukirasi ndokurasa zvangu. bag ipapo bag rangu rakaitika kune mwana wechikoro wandisingazive