Rugare ngaruve kwamuri ndarota murume wangu achindipa goridhe rakawanda ndakapfeka ring pachigunwe nebracelet necheni yegoridhe asi handina kuipfeka, hope idzi dzinorevei? ngaakupe zvakanaka.