Ndakaona ndiri mune imwe hotera hombe uye yakanaka chaizvo, ndikaita sendapindamo ndikakwira kubedroom nekwirift ndokubuda ndichienda kunokwira ndokudzika ndiinaye (musikana wehusiku) ndakadaro. not give her attention ndakabva ndabva paari ndipo pandakaona gungwa neswimming pool ndokutuhwina apa mvura yainge yakachena ichitonhora ndichibva ndabuda. Hope dzakapera