Cherechedza: Hope idzi hadzisi dzangu asi ndadzinzwa uye ndinoda kuziva dudziro yadzo.
Mukadzi akafirwa akapiwa/chipo nemunhu waanoda uye aiva nemwanakomana wake mudiki.